|
Post by The sloppy Defa(Phineas Gara) on Jan 27, 2007 15:51:36 GMT -5
saka iwe nzungu mabhawa edu emulanso unowanika pasummer chete.Sydney "Mugiga" zenda ndiye akatanda nekuti the sloppy one coz of Schneider.
|
|
|
Post by The sloppy Defa(Phineas Gara) on Jan 27, 2007 15:53:10 GMT -5
Webber ndakabhokuona kuwest london asi ndaive pakanyangara.
|
|
|
Post by The sloppy Defa(Phineas Gara) on Jan 27, 2007 15:56:54 GMT -5
ana boyz taurai kwamunogara coz munogona kunge muri maneighbours aga paEaling,munyawiri, date,musendeki nagela ndinoziva kare
|
|
|
Post by The sloppy Defa(Phineas Gara) on Jan 27, 2007 16:03:40 GMT -5
Gela koadala maphosa wachiri kuNamibia here?where is Jeffry,Fiayado namudharamatororo, alexio
|
|
|
Post by The sloppy Defa(Phineas Gara) on Jan 27, 2007 16:06:37 GMT -5
Ko ana boyz vekuchitungwiza pane anozivawo here kunowanika mudhara Tsono.
|
|
|
Post by webster on Jan 28, 2007 5:45:49 GMT -5
But chiiko Sloppy Defa, haungandisiye ndichienda pasina kusasa. Mudhara iwewe kumhanyisa mutita.
|
|
|
Post by webster on Jan 28, 2007 5:47:03 GMT -5
Ko nzungu rega ndikufonere
|
|