|
Post by Michael Gela on Jan 28, 2007 9:16:22 GMT -5
Phineas wabvunza Darlington 'Dhega' Maphosa? Ahh mfana uyu ari paManchester apa. Akambondishanyia kuno ku Leicester muna 2005. Ndava nenguva ndisati ndanzwa kana kumuona. Jeffrey and Fiyadho vari paZim. Fiyado anenge ava mukuru wekunpbikwa mafuta emuriwo, olivine or lever brothers something to that effect. Alexio kana ari mupenyu hameno kuChegutu kwake uko. Rememebre Dyer and Munyaradzi Madondo? Vaviri ava vakatisiya kare kare. Tsono yainguno sona zvayo iri paChit-town. Hamenowo kana zvinhu zvakazomufambira. Ko anaNdaba, Regai nevamwe vose vakauya ku first re-union varipiko? Thy all promised to keep in touch!
|
|
|
Post by Thomas Date on Mar 22, 2007 15:17:22 GMT -5
Mike indava kuti zizi kudai kunge munhu ari kugerwa musoro
|
|
|
Post by mariofermi005541 on Jan 29, 2009 22:31:54 GMT -5
Hanzi Tsono..Haa mike wandispaka.. Phineas wabvunza Darlington 'Dhega' Maphosa? Ahh mfana uyu ari paManchester apa. Akambondishanyia kuno ku Leicester muna 2005. Ndava nenguva ndisati ndanzwa kana kumuona. Jeffrey and Fiyadho vari paZim. Fiyado anenge ava mukuru wekunpbikwa mafuta emuriwo, olivine or lever brothers something to that effect. Alexio kana ari mupenyu hameno kuChegutu kwake uko. Rememebre Dyer and Munyaradzi Madondo? Vaviri ava vakatisiya kare kare. Tsono yainguno sona zvayo iri paChit-town. Hamenowo kana zvinhu zvakazomufambira. Ko anaNdaba, Regai nevamwe vose vakauya ku first re-union varipiko? Thy all promised to keep in touch!
|
|