|
Post by Michael Gela on Feb 13, 2007 7:25:44 GMT -5
ana Hidzo, Goleza, Chihombori, Wellington nevamwe kasi chii nemi. Kunyora mazita enyu sevamwe chinhu chinonetsa here? Aiwa tipeiwo serious. Taku Taku kuita sei iwe Gordon. Forum iyi inoda kukura ndokunge vamwe vaziva mazita enyu azere chaiwo. Pamwe vamwe vakamirira kuda kuona top-shuter dzavo nemazita kuti vagopinda. Zvino kana mongonyora sezvamakaita zvingabude here? Gadzirisai, hachisi chidzidzo chezvitundu musere musere!
|
|
|
Post by Gordon Tak on Feb 16, 2007 16:10:47 GMT -5
. Ah idamarakanaka ramauya naro vaGela. Regai tibva tangogadzirisa izvozvi. Vanhu vangazofunga kuti tiri kuhwanda zvikwereti!!!!!!
|
|
|
Post by Elltriaft on Nov 14, 2019 0:31:01 GMT -5
Vente Viagra Online <a href=http://euhomme.com>canadian cialis</a> Propecia Low Blood Pressure
|
|